Amai Moyo VekuMt Hampden Votaura Nezve Kutorwa Kwevana Vamwe Vavo Varipamishonga Nemapurisa Nezuro
Gogo Josephine Moyo vanoti vakazvipira kubikira nherera dzinogara naGogo Onai Nhiwatiwa vachitsanangura zvakaitika nezuro kuMt Hampden uko mamwe madzimai anochitenga vana vanotambudzika vakatorwa nemapurisa nezuro nenyaya yekushanda vasina rezinesi. Gogo Nhiwatiwa ndivo vakatanga chirongwa ichi.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro
Facebook Forum