Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Masangano Akazvimirira Anoti Haasi Kufara Nemafambisirwo Ari Kuitwa Sarudzo dze Primary Elections neZanu PF ne MDC-T yaVaChamisa


Masangano Akazvimirira Anoti Haasi Kufara Nemafambisirwo Ari Kuitwa Sarudzo dze Primary Elections neZanu PF ne MDC-T yaVaChamisa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:50 0:00

VaDumisani Mungushini, mumwe murwiri wekodzero dzevanhu, vanoti kunetsana nemhirizhonga iri kuitika mumapato achitsvaga vamiririri vavo kunogona kungoperera ikoko nekuti mutungamiriri wenyika, VaEmerson Mnangagwa, vakavimbisa kuita sarudzo dzenyika dzakachena uye dzisina bopoto.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG