Accessibility links

Breaking News

Chizvarwa cheZimbabwe Chakapfurwa neMushandirwi kuBotswana Chotaura Zvakaitika

Chizvarwa cheZimbabwe Chakapfurwa neMushandirwi kuBotswana Chotaura Zvakaitika
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:33 0:00

VaGift Ncube, murume akarasikirwa nemaoko ose mushure mekupfurwa nemurungu wavaishandira kuBotswana muna 2013, mushure mekubvunza mari yavo yemuhoro.

XS
SM
MD
LG