Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vamwe Vatenderi Vechurch yeChipostori Votaura Nezvekugadzwa kwaVaMnangagwa


Archbishop Johannes Ndanga vechechi yechipostori kuBulawayo votaura pamusoro pezvakaitika kuti vamwe vechipostori vasave pamabiko ekugadzwa kwaVaMnangagwa. Munguva yapfuura vatenderi vechipostori vaienda kumisangano nemabiko ebato reZanuPF nehuwandu asi pachiitiko cheChishanu vange varivashoma.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG