Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Chief Justice VaLuke Malaba Vokurudzira Hurumende Kuti Ibhadhare Vatongi Vedzimhosva Zvakafanira


Chief Justice VaLuke Malaba Vokurudzira Hurumende Kuti Ibhadhare Vatongi Vedzimhosva Zvakafanira
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:37 0:00

Chief Justice, VaLuke Malaba avo vataurawo pachiitiko ichi vati vashandi vemumatare avo vanosanganisira vatongi vedzimhosva havasi kubhadharwa zvakafanira. Mashoko aVaMalaba atsinhirwa nevakafanobata chigaro chemunyori weJudicial Services Commission, VaWalter Chikwanha.

XS
SM
MD
LG