No media source currently available
Madhokotera aratidzira zvakare pachipatara cheParirenyatwa Goup of Hospitals achitsutsumwa nekwaati kusagadziriswa kwedambudziko rawo kuitira kuti akwanise kudzokera kumabasa. Vana chiremba ava vatiwo havasi kuvhundutswa nemashoko ehurumende ekuti vachanyimwa mari dzemihoro.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum