Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vana Vane Hutera Vodzidziswa Kubika neKuzviriritira


Vamwe Vana Vane Hutera Vodzidziswa Kubika neKuzviriritira
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Nyanzvi munyaya dzeutera, kana kuti Autism, dziri kurudzira veruzhinji kuti vaendese vana dambudziko reutera kunzvimbo dzavanokwanisa kudzidziswa kuzvibatsira muhupenyu hwavo,kwete kungovachengeta mudzimba. Nyaya ina Rutendo Mawere.

XS
SM
MD
LG