Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Nyanzvi Munyaya Dzemamiriro eNharaunda Dzinoti Matoro Muguta reHarare Anofanirwa Kuchengetedzwa Zvakanaka


Nyanzvi Munyaya Dzemamiriro eNharaunda Dzinoti Matoro Muguta reHarare Anofanirwa Kuchengetedzwa Zvakanaka
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:20 0:00

Matoro inzvimbo dzinobata nekuchengeta mvura munguva dzekunaya. Nyanzvi munezvenharaunda vari nhengo yeHarare Wetlands Trust VaRobin Akili vanoti kushaya ruzivo rwekukosha kwematoro pamwe nevanhu vano zvigadza nekutanga kuvaka dzimba zvisiri pamutemo ndezvimwe zvikonzero zviri kuparadza matoro.

XS
SM
MD
LG