Mamwe Madzimai eMudunhu reManicaland Oshora Kukwira Kurikuita Huwandu Hwekushungurudzwa kweVanhukadzi
Madzimai edunhu reManicaland anoti ari kushushikana zvikuru nekushungurudzwa kwaanoitwa mudzimba. Izvi zvakabuda pamusangano wakaitwa kwaMutare uyo wakarongwa nesangano reTransparency Zimbabwe rakabatana nereConscious Development and Empowerment Trust, kana kuti CODET.Nyaya ina Loirdham Moyo.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro
Facebook Forum