Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

VaDavid Coltart Vanoti Havawone Sarudzo Dzichikwanisa Kuve Dzakachena Kana Nhepfenyuro yeNyika Ichi Rerekera kuBato Rimwe


VaDavid Coltart Vanoti Havawone Sarudzo Dzichikwanisa Kuve Dzakachena Kana Nhepfenyuro yeNyika Ichi Rerekera kuBato Rimwe
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:27 0:00

VaDavid Coltart avo vanove gweta uye vari nhengo yebato reMDC inotungamirwa naVaWelshman Ncube vti havawone sarudzo dzichikwanisa kuve dzakachena kana nhepfenyuro yehurumende yeZBC ichiramba yakarerekera kudivi rebato reZanu PF. VaColtart vati kuita izvi kunotyora bumbiro remitemo yenyika .

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG