Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Mugari wekuRujeko muMasvingo VaBrighton Ramusi Vonyunyuta Mushure Mekudzoswa Kumba Vasina Kunyoresa Kuvhota


Chirongwa chekunyoresa pachishandiswa mishina yechizvino zvino, yeBiometric Voter Registration kits choburitsa kusagadzirira kwakakwana kweZimbabwe Electoral Commission kuMasvingo sezvo nzvimbo dzekunyoresa dziri kushaikwa mumishina iyi.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG