Accessibility links

Breaking News

VaJeffias Moyo Vonyoresa Pachishandiswa Mishina Mitsva yeBiometric Voter Registration Kuti Vakwanise Kuvhota Gore Rinouya


VaJeffias Moyo Vonyoresa Pachishandiswa Mishina Mitsva yeBiometric Voter Registration Kuti Vakwanise Kuvhota Gore Rinouya
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:16 0:00

Chirongwa chekunyoresa pachishandiswa mishina yechizvino zvino, yeBiometric Voter Registration kits chakatanga munyika nezuro vanhu vashoma vachinyoresa kuti vazovhota musarudzo dzegore rinouya sezvo vari kuti havana ruzivo rwakakwana nezvacho.VaJeffias Moyo vemuHarare vanoti vakatonyoresa.

XS
SM
MD
LG