Accessibility links

Breaking News

VaDzikamai Bere Vanoti VaMnangagwa Vatadza Kubatanidza Nyika


VaDzikamai Bere Vanoti VaMnangagwa Vatadza Kubatanidza Nyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Imwe nyanzvi munyaya dzekodzero, VaDzikamai Bere, vanoti VaEmmerson Mnangagwa vanga vaine mukana wekubatanidza vana veZimbabwe asi pari zvino vanhu vana veZimbabwe vakatonyanya kuparadzaniswa mune zvematongerwo enyika

XS
SM
MD
LG