Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vamwe Vatsigiri Vebato reMDC-T Voshora Huwori Huriuitwa Nemamwe Madzishe ekuChiredzi Pakunyoresa Kuvhota


VaJames Gumbi sachigaro we MDC inotingamirirwa na VaMorgan Tsvangirai vachitaura zvirikuitwa nemamwe madzishe eku Chiredzi, Mwenezi ne Chivi South pakunyorera vagari vekumaruwa tsamba dzehumbowo zvekwavanogara kuti vakwanise kunyoresa kuvhota pasi pechirongwa cheblitz . Nyachakaparurwa svondo rapera

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG