Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vatyairi veMatekisi muSouth Africa Voratidzira Kusafarira Kambani yeUber


Vatyairi ava vatadzisa vanhu kufamba vachibuda panhandare yeTambo International Airport muJohannesburg, vachinyunyuta nekutorerwa kwavari kuitwa basa nekambani yeUber. Kuratidzira kwakadai kwakamboitikawo muLondon, New Delhi nemamwe maguta. (Reuters)

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG