Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Mamwe Masangano eVarairidzi Oti Kwete kuNhaurirano dzeNJNC


Mamwe Masangano eVarairidzi Oti Kwete kuNhaurirano dzeNJNC
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:58 0:00

Mamwe masangano evarairidzi anoti Progressive Teachers Union of Zimbabwe, neAmalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe anoti haasi kupinda munhaurirano dziri kudaidzirwa nehurumende pasi peNational Joint Negotiating Council

XS
SM
MD
LG