VaMnangagwa Vanoudza Mozambique neSADC Zviri Kuitika muZimbabwe
Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vanotaura kuMozambique pamusoro pemamiriro akaita zvinhu muZimbabwe zvichitevera zvavanoti "kutambidzanwa murunyararo kwemasimba" munyika mushure mekupidigura kwavakaita vaive mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe. (VOA Portuguese Reporter William Mapote)
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro