Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Chimwe Chizvarwa CheZimbabwe Chiri MuBotswana Herbert Ganje Chodadisa


Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muBotswana VaHerbert Ganje (29) vanoti vari kufara nekudomwa semumwe wevanamuzvina bhizimusi makumi matatu vakaita mabasa anonwisa mvura neForbes Africa magazine. VaGanje vakasiya chikoro vane makore 17 vakambo shupika ndokuzotangisa H & G Advertising muBotswana.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG