Muchirongwa chinotarisa zviri kuitwa pamwe nezvinosangana nevechidiki muhupenyu hwavo -nhasi tiri kutarisa muimbi wechisikana wechidiki ari kuimba ari kuHarare ,Daisy Sigauke. Daisy anoti zvekuimba zviri muropa, akazvarwa nazvochero hazvo kuine matambudziko aanosangana nawo mubasa rake.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro
Facebook Forum