Muchirongwa chinotarisa zviri kuitwa pamwe nezvinosangana nevechidiki muhupenyu hwavo -nhasi tiri kutarisa muimbi wechisikana wechidiki ari kuimba ari kuHarare ,Daisy Sigauke. Daisy anoti zvekuimba zviri muropa, akazvarwa nazvochero hazvo kuine matambudziko aanosangana nawo mubasa rake.
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum