Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muAmerica Choshora Kushungurudzwa Kurikuitwa Nengo DzeMDC Inotungamirwa Nava Nelson Chamisa


Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chiri muAmerica Choshora Kushungurudzwa Kurikuitwa Nengo DzeMDC Inotungamirwa Nava Nelson Chamisa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:08:25 0:00

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muAmerica VaCharles Mutama vebato reMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa vanoti vari kushora zvikuru kushungurudzwa kurikuitwa nengo dzebato ravo panguva iyo dzirikurambidzwa kuratidzira nemapurisa. VaMutama votaura zvakaitika kwavari. By Marvellous MhlangaNyahuye

XS
SM
MD
LG