No media source currently available
Amai Nancy Maulana, avo vakaremara, vanoti zvinoshandiswa nevanhukadzi munguva yavo yekutevera zvinofanirwa kuwanikwa pachena munzvimbo dzakaita sezvimbuzi sezvinoita makondomu kuitira kuti vakaremara vazviwane pachena sezvo vasingakwanisi kuzvitenga. (Vhidhiyo naGodfrey Mtimba)
Govanai
Ona Mafungiro
Forum