No media source currently available
Vamwe vagari vemudunhu reMashonaland West vanoti vanotambira nemufaro chikopokopo chakapiwa dunhu ravo kuti chishande kutakura varwere nechimbichimbi, asi vachiti hazvina zvikuru zvazvinobatsira nekuti muzvipatara munenge musina mishonga. (Mifananidzo naNunurai Jena).
Govanai
Ona Mafungiro
Forum