Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Vanozivisa Kuti Vari Kusiya Chigaro panopera Makore Avo Mashanu ePiri Vari paChigaro


Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Vanozivisa Kuti Vari Kusiya Chigaro panopera Makore Avo Mashanu ePiri Vari paChigaro
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa varuma nzeve vana veZimbabwe vachiti vachaenda pamudyandigere panopera temu yavo muna 2028. VaMnangagwa vatarura mashoko aya pakuvhura zviri pamutemo Mutare Teachers College Fruit Juice and Water Processing Plant. (Vhidhiyo neBazi reZvekuburitswa kweMashoko)

‚Äč
XS
SM
MD
LG