Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri weSangano reAmalgamated Rural Teachers Union Of Zimbabwe VaMasaraure Voshora Mabatirwo eDzimwe Nyaya neMatare emuNyika


Mutungamiri weSangano reAmalgamated Rural Teachers Union Of Zimbabwe VaMasaraure Voshora Mabatirwo eDzimwe Nyaya neMatare emuNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:51 0:00

Mutungamiri vesangano revarairidzi vekumaruwa reARTUZ, VaObert Masaraure, vanoti vari kushora mabatirwo avanoti ari kuitwa dzimwe nyaya nematare emunyika dzakaita sedzavo vachiti kunyangwe hazvo vari kupembera nesangano reJSC, dai matare rakwanisa kupedza nyaya dziri mumatare nenguva.

‚Äč
XS
SM
MD
LG