Accessibility links

Breaking News

VaNelson Chamisa Votaura Pamusoro peSarudzo dzemuSouth Africa Uye Kushaya kwaVaMurisi Zwizwai


VaNelson Chamisa Votaura Pamusoro peSarudzo dzemuSouth Africa Uye Kushaya kwaVaMurisi Zwizwai
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:30 0:00

Vaimbove mutungamiri webato rinopikisa reCitizens Coalition for Change, VaNelson Chamisa, varumbidza South Africa nekufambisa sarudzo zvakanaka vachiti ZEC ine zvakawanda zvekudzidza kubva kusangano reIEC. VaChamisa vativo Seneta vakashaya VaMurisi Zwizwai vaive gamba rekurwira hutongo hwejekerere.

‚Äč
XS
SM
MD
LG