Accessibility links

Breaking News

Sangano Rinomirira Ngochani Munyika reGALZ Rinoti Riri Kufara Kuti Dzimwe Nhengo dzeUMC Dzakabvumidza Kuratidzira Nhasi muHarare


Sangano Rinomirira Ngochani Munyika reGALZ Rinoti Riri Kufara Kuti Dzimwe Nhengo dzeUMC Dzakabvumidza Kuratidzira Nhasi muHarare
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00

Mukuru wesangano rinomirira ngochani reGays and Lesbians Association of Zimbabwe, VaChesterfield Samba vanoti vanofara kuti nhengo dzeUMC dzakabvumidzwa kuratidzira. Vati havaoni danho reUMC muAmerica richikanganisa svondo iyi munyika sezvo pasina mutemo unobvimidza ngochani kuroorana.

‚Äč
XS
SM
MD
LG