No media source currently available
Cosen Hlalaphi ndemumwe wechidiki anogadzira shangu ari mumusha weChitungwiza achitengesera muguta reHarare. Vechidiki vakawanda vanoti nekuda kwekushaikwa kwemabasa ekubairwa zvitupa vave kurarama nemabasa emaoko ekuzvishandira. (Vhidhiyo na Jeff Moyo.)
Govanai
Ona Mafungiro
Forum