Accessibility links

Breaking News

Vamwe veChidiki Vane Husope Vokurudzira Hurumende Kuti Ivandudze Mimwe Mitemo Inovachengetedza


Vamwe veChidiki Vane Husope Vokurudzira Hurumende Kuti Ivandudze Mimwe Mitemo Inovachengetedza
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:27 0:00

Mudzidzi wepachikoro chepamusorosoro cheUnversity of Zimbabwe, Lordwin Rimire, achitaura pamusoro pemitemo ine chekuita nevanhu vane husope, kunyanya vechidiki. Lordwin ndemumwe wevanotungamirira sangano revadzidzi pachikoro ichi. (Vhidhiyo ina Tobias Mudzingwa.)

‚Äč
XS
SM
MD
LG