Accessibility links

Breaking News

VanaChiremba Munyika Vokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhenekwe Chirwere cheBlood Pressure


VanaChiremba Munyika Vokurudzira Veruzhinji Kuti Vavhenekwe Chirwere cheBlood Pressure
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:45 0:00

Vanachiremba munyika vari kukurudzira veruzhinji kuti vavhenekwe chirwere che Blood Pressure sezvo chichizopinza vamwe munjodzi kana chikasarapwa nenguva. Doctor Josephat Chiripanyanga vanoti pane mhando dzeBP dzakasiyanasiyina. (Vhidhiyo ina Ropafadzo Mapimhidze.)

‚Äč
XS
SM
MD
LG