Accessibility links

Breaking News

Vanofungidzirwa Kuti iNhengo dzeZanu PF Vachiimba Vachiti Vasiri Kuda Bhiri rePVO Vabude muZimbabwe, Izvo Zvavharisa Musangano wemuHarare


Vanofungidzirwa Kuti iNhengo dzeZanu PF Vachiimba Vachiti Vasiri Kuda Bhiri rePVO Vabude muZimbabwe, Izvo Zvavharisa Musangano wemuHarare
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:57 0:00

Vanofungidzirwa kuti inhengo dzeZanu PF vachiimba vachiti vasiri kuda bhiri rePVO vabude muZimbabwe, izvo zvavharisa musangano wekunzwa pfungwa dzevanhu muHarare. Asi veZanu PF muHarare vanoti havaneyi nezvaitika izvi vachiti zvaiywa nevana veZimbabwe, kwete Zanu PF. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya)

XS
SM
MD
LG