Accessibility links

Breaking News

Mumwe weVagari vekuMt. Hampden, VaWilson Sakonda, Vanoti Pane Makuva Anodarika Chiuru Anofanirwa Kufukunyurwa Pari Kuvakwa Cyber City


Mumwe weVagari vekuMt. Hampden, VaWilson Sakonda, Vanoti Pane Makuva Anodarika Chiuru Anofanirwa Kufukunyurwa Pari Kuvakwa Cyber City
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:12 0:00

Mumwe wevagari vekuMt. Hampden, VaWilson Sakonda, vanoti pane makuva anodarika chiuru anofanirwa kufukunurwa munzvimbo yavo kuti pavakwe guta idzva reCyber City. Asi VaSakonda, sevamwe vagari vose, vanoti dai zvaibvira makuva aya aingofenziwa osiiwa aripo. (Vhidhiyo naNunurai Jena)

‚Äč
XS
SM
MD
LG