Accessibility links

Breaking News

Rimwe Sangano Rinomirira Vashandi, reZimbabwe Congress Of Trade Union, ZCTU, Rokurudzira Kuremekedzwa kweKodzero dzeVashandi muNyika


Rimwe Sangano Rinomirira Vashandi, reZimbabwe Congress Of Trade Union, ZCTU, Rokurudzira Kuremekedzwa kweKodzero dzeVashandi muNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:24 0:00

Rimwe sangano rinomirira vashandi munyika, reZCTU, riri kukurudzira kuti kodzero dzevashandi dziremekedzwe munyika richiti vazhinji vavo vari kunhonga svosve nemuromo. Izvi zvataurwa nemutungamiri wesangano iri, Amai Florence Taruvinga, pamhemberero yezuva revashandi yeMay Day kuGwanzura muHarare.

‚Äč
XS
SM
MD
LG