Accessibility links

Breaking News

Chikwata cheZvizvarwa zvekuKorea Chichitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Dzaitirwa kwaMurambinda kuBuhera muDunhu reManicaland


Chikwata cheZvizvarwa zvekuKorea Chichitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Dzaitirwa kwaMurambinda kuBuhera muDunhu reManicaland
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:06 0:00

Vanhu vaungana kwaMurambinda kuBuhera, Manicaland, kumhemberero dzekusvitsa makore makumi mana nemana ekuzvitonga kuzere vachitandadzwa nechikwata chezvizvarwa zvekuKorea, icho chiri kuimba rwiyo rwechitendero. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)

‚Äč
XS
SM
MD
LG