Accessibility links

Breaking News

Mauto eZimbabwe Defense Forces Achifora Achitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Kuzere Dzaitirwa kwaMurambinda kuManicaland


Mauto eZimbabwe Defense Forces Achifora Achitandadza Vanhu kuMhemberero dzeKuzvitonga Kuzere Dzaitirwa kwaMurambinda kuManicaland
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:02 0:00

Mazana nemazana evanhu vaungana kwaMurambinda kuBuhera mudunhu reManicaland kumhemberero dzekuwana kuzvitonga kuzere vatandadzwa nezvakawanda kusanganisira mauto eZimbabwe Defense Force ayo afora. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)

‚Äč
XS
SM
MD
LG