Accessibility links

Breaking News

Mutauriri weZANU PF VaChris Mutsvangwa Vanoti Bato Ravo Rinoda Kunge Riri muHurongwa hweKugovera Vanhu Chikafu


Mutauriri weZANU PF VaChris Mutsvangwa Vanoti Bato Ravo Rinoda Kunge Riri muHurongwa hweKugovera Vanhu Chikafu
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:27 0:00

Mutauriri we bato reZANU PF VaChris Mutsvangwa vanoti batyo ravo rine hunyanzvi hwekubatsira vanhu muzvirongwa zvakakura sekugovera chikafu nyika yose. Asi vanopikisa vanoti kuda kuwana nzira dzekunyima nhengo dzavo zvekudya.

‚Äč
XS
SM
MD
LG