Accessibility links

Breaking News

Vaimbove Mumiriri weMashonaland West muDare reSenate, Amayi Editor Matamisa, Voti Zvinhu Zvakawomera Madzimai Ari Mune Zvematongerwo eNyika


Vaimbove Mumiriri weMashonaland West muDare reSenate, Amayi Editor Matamisa, Voti Zvinhu Zvakawomera Madzimai Ari Mune Zvematongerwo eNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:21 0:00

Panguva iyo madzimai ari kurangarirwa mumwedzi waKurume uyo wasvika kumagumo, vaimbove mumiriri weMashonaland West mudare reSenate, Amai Editor Matamisa, vanoti zvinhu zvakaomera madzimai ari mune zvematongerwo enyika nenyaya yehuwori nezvimwe.

‚Äč
XS
SM
MD
LG