Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vanorarama neHurema Votambira Bhiri Rinochengetedza Kodzero Dzavo neMaonero Akasiyanasiyana


Vamwe Vanorarama neHurema Votambira Bhiri Rinochengetedza Kodzero Dzavo neMaonero Akasiyanasiyana
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:51 0:00

Vakaremara vane muono wakasiyana pabhiri rePersons with Disability. Hurumende inoti bhiri iri nderekuti kodzero dzevakaremara dzikosheswe, asi vamwe vanoti rakasiya kunze zvakawanda zvinovabatsira. VaHenry Chivhanga, avo vakaremara, vanoti bhiri iri rauya panguva yakanaka.

‚Äč
XS
SM
MD
LG