Accessibility links

Breaking News

Mamwe Madzimai anoita Basa reKutengesa muMigwagwa Anoti Hapana cheKupemberera paZuva reMadzimai


Mamwe Madzimai anoita Basa reKutengesa muMigwagwa Anoti Hapana cheKupemberera paZuva reMadzimai
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:17 0:00

Mamwe madzimai anoita mabasa ekutengesa ari mumigwagwa anoti hapana chekupemberera pazuva remadzamai, reInternational Women's Day, iro riri kucherechedzwa pasi rose, achiti zvinhu zvakaoma zvakanyanya munyaya dzezvehupfumi nezvematongerwo enyika pari zvino.

XS
SM
MD
LG