Accessibility links

Breaking News

Bato reZanu PF Roshora Zvirango Zvatemerwa Mutungamiri weNyika Pamwe neVamwe muHurumende neAmerica


Bato reZanu PF Roshora Zvirango Zvatemerwa Mutungamiri weNyika Pamwe neVamwe muHurumende neAmerica
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:58 0:00

Bato reZanu PF rinoti riri kushora zvikuru zvirango zvatemerwa mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa pamwe nevamwe muhurumende neAmerica ichivapomera mhosva yekuita zvehuwori uye kudzvinyirira kodzero dzevanhu. Izvi zvashorwa nemukuru anoona nezvefambiswa kwemashoko muZanu PF VaFarai Marapara.

XS
SM
MD
LG