Accessibility links

Breaking News

Mumwe Mutsigiri waVaBiti Oshora Kubatwa Kwavo neMhosva yeKutuka Muzvinabhizimisi wekuRussia


Mumwe Mutsigiri waVaBiti Oshora Kubatwa Kwavo neMhosva yeKutuka Muzvinabhizimisi wekuRussia
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:00 0:00

VaTendai Biti, nhasi vanzi nedare vabhadhare faindi yemadhora mazana matatu ekuAmerica kana kugara mujeri kwemwedzi mitanhatu mushure mekubatwa nemhosva yekutuka mumwe muzvinabhimisi wekuRussia, Amai Tatiana Aleshina, makore mana apfuura. Amai Agnes Togarepi votaurawo pfungwa dzavo.

‚Äč
XS
SM
MD
LG