Accessibility links

Breaking News

VaTendai Biti Vamirira Kunzwa Chirango Chavo Nhasi


VaTendai Biti Vamirira Kunzwa Chirango Chavo Nhasi
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:15 0:00

Vaimbove gurukota rezvemari vari nhengo yebato rinopikisa reCitizens Coalition for Change VaTendai Biti, nezuro vakabatwa nemhosva yekutuka nemashoko (kana kuti verbal abuse) mumwe muzvinabhimisi wekuRussia, Amai Tatian Aleshina, makore mana apfuura

‚Äč
XS
SM
MD
LG