Accessibility links

Breaking News

Vamwe veChidiki Voshora Kukwira kweMitengo yeZvekudya muNyika


Vamwe veChidiki Voshora Kukwira kweMitengo yeZvekudya muNyika
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:32 0:00

Mumwe mukomana wechidiki, VaWayne Mubaiwa, vanoti vari kushungurudzwa nemakwiriro ari kuita mitengo yezvinhu munyika, vachiti vabereki vavo vari kunetsekana nekubhadhara mari dzechikoro nezvimwe zvinodiwa.

XS
SM
MD
LG