Accessibility links

Breaking News

VaJob Sikahla Vanozivisa Kuti Vave Kuzotanga Hurongwa hweKunzwa Pfungwa dzeVanhu, hweDemocratic Consultative Convention


VaJob Sikahla Vanozivisa Kuti Vave Kuzotanga Hurongwa hweKunzwa Pfungwa dzeVanhu, hweDemocratic Consultative Convention
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:17 0:00

Vaimbove mumiririri weZengeza West mudare reparamende, VaJob Sikhala, vazivisa kuti havasisiri nhengo yebato rinopikisa reCitizens' Coalition for Change. Vazivisawo kuti vave kuronga kutanga hurongwa hweDemocratic Consultative Convention, vachiti veruzhinji divo vachazosarudza vachatungamira.

‚Äč
XS
SM
MD
LG