Accessibility links

Breaking News

Nyakurova VaTongai Mnangagwa Obhadarisa Madhora Mazana Maviri ekuAmerica


Nyakurova VaTongai Mnangagwa Obhadarisa Madhora Mazana Maviri ekuAmerica
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:21 0:00

VaMunyaradzi Antony Mwedziwendira, vapihwa mutongo wekubhadhara mari ye faindi ye madhora mazana maviri US$200 mushure meku batwa nemhosva yekurova mutevedzeri we gurukota rezvekushanyirwa kwenyika VaTongai Mnangagwa zvichitevera kusawirirana, Gweta Va Emmanuel Samundombe vanotsanangura

XS
SM
MD
LG