Accessibility links

Breaking News

Gweta reCCC, VaObey Shava ,Vachitaura Pamusoro peMutongo Wabuda Mudare reHigh Court Warambidza Nhengo Dzakadzingwa naVaTshabangu kuKwikwidza


Gweta reCCC, VaObey Shava ,Vachitaura Pamusoro peMutongo Wabuda Mudare reHigh Court Warambidza Nhengo Dzakadzingwa naVaTshabangu kuKwikwidza
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:52 0:00

Rimwe remagweta eCCC vachimirira nhengo dziri pasi paVaNelson Chamisa, VaObey Shava, vatenda kuti hongu dare rarambidza nhengo dzeCCC dzakadzingwa muparamende kukwikwidza, uye vati vamirira kunzwa kubva kubato iri kuti votora matanho api?

XS
SM
MD
LG