Accessibility links

Breaking News

Nhengo dzebato rinopikisa reeCCC Dzichioenakana neNhengo yeBato iri, VaTapfumaneyi Masaya, Vakashaya Mushure meKupondwa


Nhengo dzebato rinopikisa reeCCC Dzichioenakana neNhengo yeBato iri, VaTapfumaneyi Masaya, Vakashaya Mushure meKupondwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:58 0:00

Nhengo dzeCCC dzichionekana neimwe nhengo yebato iri, VaTapfumaneyi Masaya, avo vari kuradzikwa nhasi kuMabvuku. VaMasaya vakapambwa Mugovera wadarika nevanofungidzirwa kuti inhengo dzeZanu PF pamwe nevasori. Vakazowanikwa vakapondwa nemusi weSvondo kuCleveland. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)

‚Äč
XS
SM
MD
LG