Accessibility links

Breaking News

Kanzura weWard 21 kuMabvuku, VaAlexio Nyakudya, Vachitsanangura Mawaniro Avaita Mutumbi waVaTapfumaneyi Masaya kuParirenyatwa

Kanzura weWard 21 kuMabvuku, VaAlexio Nyakudya, Vachitsanangura Mawaniro Avaita Mutumbi waVaTapfumaneyi Masaya kuParirenyatwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:06 0:00

Kanzura weWard 21 KuMabvuku, VaAlexio Nyakudya, vanoti vabatsirwa nemudzimai waVaTapfumaneyi Masaya kucherechedza mutumbi wavo kuchipatara cheParirenyatwa muHarare. VaMasaya vakapambwa neMugovera nevanofungidzirwa kuti vasori pamwe nenhengo dzeZanu PF vakazowanikwa vakapondwa neSvondo.

XS
SM
MD
LG