Accessibility links

Breaking News

Amai Angeline Chaka, Avo Vanorarana neKutengesera muMigwagwa kuMaruwa, Vanoti Vanotenga Mhunga neZviyo Kune Vamwe Zvavanozotengesawo


Amai Angeline Chaka, Avo Vanorarana neKutengesera muMigwagwa kuMaruwa, Vanoti Vanotenga Mhunga neZviyo Kune Vamwe Zvavanozotengesawo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:52 0:00

Amai Angeline Chaka vanoti vanotenga mhunga kana zviyo kubva kune mamwe madzimai nemaRand makumi masere pabhagidhi, ivo vozoritengesa nemaRand zana nemakumi matatu kune vanodarika nemugwagwa uri pedyo nemusha wavo kwavanotengesera. (Vhidhiyo naNunurai Jena)

‚Äč
XS
SM
MD
LG