Accessibility links

Breaking News

Nyaya yaMadzibaba veShanduko VaGodfrey Karembera veCCC Yekuedza Kuputsa Chiumbwa chaMbuya Nehanda Inobviswa muDare Nekuda kweKushaya Humbowo


Nyaya yaMadzibaba veShanduko VaGodfrey Karembera veCCC Yekuedza Kuputsa Chiumbwa chaMbuya Nehanda Inobviswa muDare Nekuda kweKushaya Humbowo
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:28 0:00

Nyaya yaipomerwa Madzibaba veShanduko, VaGodfrey Karembera, yekuedza kuputsa chiumbwa chaMbuya Nehanda chiri muHarare inobviswa pamberi pedare nekuda kwekushaikwa kwehumbowo. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya)

‚Äč
XS
SM
MD
LG